RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Timoti 2:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Nekuti muranda waShe haafaniri kukakavara, asi anofanira kuva munyoro kuvanhu vese,+ anokwanisa kudzidzisa, anozvidzora kana akatadzirwa,+

  • Jakobho 3:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Ndiani akachenjera uye anonzwisisa pakati penyu? Mararamiro ake akanaka ngaaratidze kuti pazvinhu zvaanoita ane unyoro hunobva pakuva neuchenjeri.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe