Johani 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi. VaRoma 8:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 nekuti vaya vaakatanga kufunga nezvavo akagara avagadzawo kuti vafananidzwe nemufananidzo weMwanakomana wake,+ kuti ave dangwe+ pakati pehama dzakawanda.+ VaKorose 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Iye ndiye mufananidzo waMwari asingaoneki,+ dangwe rezvisikwa zvese;+
14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi.
29 nekuti vaya vaakatanga kufunga nezvavo akagara avagadzawo kuti vafananidzwe nemufananidzo weMwanakomana wake,+ kuti ave dangwe+ pakati pehama dzakawanda.+