10 “Vanofanira kugadzira areka nemubayamhondoro, yakareba makubhiti maviri nehafu, yakafara kubhiti rimwe nehafu uye yakakwirira kubhiti rimwe nehafu.+ 11 Unofanira kubva waiisa goridhe rakanatswa,+ yese mukati nekunze, uye ugadzire mupendero wegoridhe unoipoteredza.+