Eksodho 16:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Saka Mozisi akati kuna Aroni: “Tora chirongo uise omeri imwe chete yemana, uiise pamberi paJehovha kuti ive chinhu chichachengetwa kwezvizvarwa zvenyu zvese.”+
33 Saka Mozisi akati kuna Aroni: “Tora chirongo uise omeri imwe chete yemana, uiise pamberi paJehovha kuti ive chinhu chichachengetwa kwezvizvarwa zvenyu zvese.”+