Numeri 17:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Dzorera tsvimbo yaAroni+ pamberi peChipupuriro ichengetwe kuti chive chiratidzo+ kuvanakomana vekupanduka,+ kuti kugunun’una kwavari kundiitira kupere, uye kuti varege kufa.”
10 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Dzorera tsvimbo yaAroni+ pamberi peChipupuriro ichengetwe kuti chive chiratidzo+ kuvanakomana vekupanduka,+ kuti kugunun’una kwavari kundiitira kupere, uye kuti varege kufa.”