RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 16:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Jehovha akati kuna Mozisi: “Udza Aroni mukoma wako kuti haafaniri kupinda chero paadira munzvimbo tsvene+ mukati meketeni,+ pamberi pechekukwidibirisa chiri paAreka, kuti arege kufa,+ nekuti ndichazviratidza pamusoro pechekukwidibirisa+ ndiri mugore.+

  • Revhitiko 16:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Uyu uchava murau kwamuri uchagara uripo,+ kuti muyananisire vaIsraeri zvivi zvavo zvese kamwe chete pagore.”+

      Saka akaita zvese zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe