Isaya 35:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Simbisai maoko asina simba,Uye simbisai mabvi ari kudedera.+ VaRoma 1:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti ndiri kusuwa kukuonai, kuti ndikupei chipo chemweya kuti musimbiswe; 12 kana kuti tikurudzirane,+ imi muchindikurudzira nekutenda kwenyu ini ndichikukurudziraiwo nekwangu.
11 Nekuti ndiri kusuwa kukuonai, kuti ndikupei chipo chemweya kuti musimbiswe; 12 kana kuti tikurudzirane,+ imi muchindikurudzira nekutenda kwenyu ini ndichikukurudziraiwo nekwangu.