RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 13:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Uye itai izvi nekuti munoziva mwaka, kuti yatova nguva yekuti mumuke kuhope,+ nekuti iye zvino ruponeso rwedu rwava pedyo kupfuura panguva yatakava vatendi.

  • 2 Petro 3:11, 12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Sezvo zvinhu zvese izvi zvichanyungudutswa kudaro, fungai kuti munofanira kuva vanhu vakadii pamararamiro enyu matsvene nepamabasa ekuzvipira kuna Mwari, 12 pamuri kumirira uye kuramba muchifunga* nezvekuvapo kwezuva raJehovha,*+ iro richaparadza matenga+ nemoto, zvinhu zviri mumatenga nepanyika zvichinyungudutswa nekupisa kwacho kukuru!

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe