RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 12:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Semuenzaniso, munhu wese anotaura zvakaipa nezveMwanakomana wemunhu, achakanganwirwa;+ asi munhu wese anotaura zvakaipa nezvemweya mutsvene, haazokanganwirwi, aiwa, kwete mumamiriro ano ezvinhu* kana mune aya anouya.+

  • VaHebheru 6:4-6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Nekuti kana vari vaya vakambovhenekerwa,+ vakaravira chipo chepachena chekudenga, vakagamuchira mweya mutsvene, 5 vakaravira shoko rakanaka raMwari nemasimba enyika ichauya,* 6 asi vakazotsauka,+ hazviiti kuti vakwanise kupfidza zvivi zvavo, nekuti vanoroverera Mwanakomana waMwari padanda zvakare, vachimunyadzisa pachena.+

  • 1 Johani 5:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Kana munhu akaona hama yake ichiita chivi chisingakonzeri rufu, iye achamunyengeterera, uye Mwari achamupa upenyu,+ chokwadi achahupa vaya vasingaiti chivi chinokonzera rufu.+ Asi kune chivi chinokonzera rufu. Handisi kumuti akumbire pamusoro pechivi chakadaro.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe