Genesisi 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Mwari akazoti kuna Noa: “Ndafunga kuparadza nyama yese, nekuti vanhu vaita kuti panyika pazare nekurwisana, saka ndiri kuvaparadza pamwe chete nenyika.+ Genesisi 6:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Ini ndichaunza mafashamo+ panyika kuti ndiparadze nyama yese ine upenyu* iri pasi pedenga. Zvese zviri panyika zvichaparara.+
13 Mwari akazoti kuna Noa: “Ndafunga kuparadza nyama yese, nekuti vanhu vaita kuti panyika pazare nekurwisana, saka ndiri kuvaparadza pamwe chete nenyika.+
17 “Ini ndichaunza mafashamo+ panyika kuti ndiparadze nyama yese ine upenyu* iri pasi pedenga. Zvese zviri panyika zvichaparara.+