VaRoma 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka mufaro uyu unouya pavanhu vakachecheudzwa chete here kana kuti unouyawo pavanhu vasina kuchecheudzwa?+ Nekuti tinoti: “Kutenda kwaAbrahamu kwakaita kuti anzi akarurama.”+ VaRoma 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye akapiwa chiratidzo+ chekuchecheudzwa kuti chive chisimbiso chekururama kwakabva pakutenda kwaaiva nako paakanga asati achecheudzwa, kuti ave baba vevaya vese vanotenda+ vasina kuchecheudzwa, kuti vanzi vakarurama;
9 Saka mufaro uyu unouya pavanhu vakachecheudzwa chete here kana kuti unouyawo pavanhu vasina kuchecheudzwa?+ Nekuti tinoti: “Kutenda kwaAbrahamu kwakaita kuti anzi akarurama.”+
11 Uye akapiwa chiratidzo+ chekuchecheudzwa kuti chive chisimbiso chekururama kwakabva pakutenda kwaaiva nako paakanga asati achecheudzwa, kuti ave baba vevaya vese vanotenda+ vasina kuchecheudzwa, kuti vanzi vakarurama;