-
Genesisi 50:24, 25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
24 Josefa akazoti kuhama dzake: “Ndava kufa, asi chokwadi Mwari achakurangarirai,+ okubudisai munyika ino muchienda kunyika yaakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho.”+ 25 Saka Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike, achiti: “Chokwadi Mwari achakurangarirai. Munofanira kubuda nemapfupa angu muno.”+
-