Eksodho 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 achiti: “Pamunobatsira vakadzi vechiHebheru kusununguka,+ mukaona vagara pachigaro chekusunungukira, munofanira kuuraya mwana wacho kana ari mukomana; asi kana ari musikana, musamuuraya.” Eksodho 1:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Farao akazorayira vanhu vake vese, achiti: “Munofanira kukanda vana vakomana vechiHebheru vese vanenge vachangoberekwa muRwizi rwaNire, asi siyai vana vasikana vese vari vapenyu.”+
16 achiti: “Pamunobatsira vakadzi vechiHebheru kusununguka,+ mukaona vagara pachigaro chekusunungukira, munofanira kuuraya mwana wacho kana ari mukomana; asi kana ari musikana, musamuuraya.”
22 Farao akazorayira vanhu vake vese, achiti: “Munofanira kukanda vana vakomana vechiHebheru vese vanenge vachangoberekwa muRwizi rwaNire, asi siyai vana vasikana vese vari vapenyu.”+