Vatongi 13:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mukadzi wacho akazobereka mwanakomana, akamutumidza kuti Samsoni;+ uye mukomana wacho paaikura, Jehovha akaramba achimukomborera.
24 Mukadzi wacho akazobereka mwanakomana, akamutumidza kuti Samsoni;+ uye mukomana wacho paaikura, Jehovha akaramba achimukomborera.