Vatongi 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyi vaMidhiyani nevaAmareki neVekumabvazuva+ vese vakanga vakazara mubani semhashu, uye ngamera dzavo dzakanga dzisingaverengeki,+ dzakawanda sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa. Vatongi 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Varume 300 vakaramba vachiridza hwamanda, Jehovha akaita kuti bakatwa remumwe nemumwe rirwisane neremumwe mumusasa wacho wese;+ uye uto racho rakatiza rikanosvika kuBheti-shita, nekuZerera, nekunoperera Abheri-mehora+ iri pedyo neTabhati.
12 Panguva iyi vaMidhiyani nevaAmareki neVekumabvazuva+ vese vakanga vakazara mubani semhashu, uye ngamera dzavo dzakanga dzisingaverengeki,+ dzakawanda sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa.
22 Varume 300 vakaramba vachiridza hwamanda, Jehovha akaita kuti bakatwa remumwe nemumwe rirwisane neremumwe mumusasa wacho wese;+ uye uto racho rakatiza rikanosvika kuBheti-shita, nekuZerera, nekunoperera Abheri-mehora+ iri pedyo neTabhati.