1 Madzimambo 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jezebheri akabva atuma nhume kuna Eriya, achiti: “Vanamwari ngavandiitire saizvozvo, uye ngavawedzere pazviri, kana mangwana panguva ino ndikasaita kuti uve semumwe nemumwe* wavo!”
2 Jezebheri akabva atuma nhume kuna Eriya, achiti: “Vanamwari ngavandiitire saizvozvo, uye ngavawedzere pazviri, kana mangwana panguva ino ndikasaita kuti uve semumwe nemumwe* wavo!”