Johani 20:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jesu akati kwaari: “Usaramba wakandibata, nekuti handisati ndakwira kuna Baba. Asi enda kuhama dzangu+ unoti kwadziri, ‘Ndiri kukwira kuna Baba vangu+ naBaba venyu uye kuna Mwari wangu+ naMwari wenyu.’”
17 Jesu akati kwaari: “Usaramba wakandibata, nekuti handisati ndakwira kuna Baba. Asi enda kuhama dzangu+ unoti kwadziri, ‘Ndiri kukwira kuna Baba vangu+ naBaba venyu uye kuna Mwari wangu+ naMwari wenyu.’”