Mateu 12:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Nekuti munhu wese anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye munin’ina wangu uye hanzvadzi uye amai.”+ VaRoma 8:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 nekuti vaya vaakatanga kufunga nezvavo akagara avagadzawo kuti vafananidzwe nemufananidzo weMwanakomana wake,+ kuti ave dangwe+ pakati pehama dzakawanda.+
50 Nekuti munhu wese anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga, ndiye munin’ina wangu uye hanzvadzi uye amai.”+
29 nekuti vaya vaakatanga kufunga nezvavo akagara avagadzawo kuti vafananidzwe nemufananidzo weMwanakomana wake,+ kuti ave dangwe+ pakati pehama dzakawanda.+