-
Jobho 1:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Kwangoerekana kwauya mhepo ine simba ichibva kurenje, ikarova makona mana emba yacho, ikatsitsirira vana vacho, vakafa. Ndini ndega ndapona ndauya kuzokuudzai.”
-