Eksodho 24:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka Mozisi akasimuka aine mubatsiri wake Joshua,+ uye Mozisi akakwira mugomo raMwari wechokwadi.+ Dheuteronomi 1:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Joshua mwanakomana waNuni, mubatsiri wako,*+ ndiye achapinda munyika yacho.+ Musimbise*+ nekuti ndiye achaita kuti Israeri aigare nhaka.”)
13 Saka Mozisi akasimuka aine mubatsiri wake Joshua,+ uye Mozisi akakwira mugomo raMwari wechokwadi.+
38 Joshua mwanakomana waNuni, mubatsiri wako,*+ ndiye achapinda munyika yacho.+ Musimbise*+ nekuti ndiye achaita kuti Israeri aigare nhaka.”)