RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 14:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “Munhu akaberekwa nemukadzi,

      Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nenhamo.+

       2 Anobuda seruva, osvava;*+

      Anotiza semumvuri, onyangarika.+

  • Pisarema 102:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Nekuti mazuva angu ari kunyangarika seutsi,

      Uye mapfupa angu asviba kuti ndo-o sechoto.+

  • 1 Petro 1:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Nekuti “vanhu vese vakaita seuswa, uye runako rwavo rwese rwakaita seruva remusango; uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi,

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe