Zvirevo 11:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Anovimba nepfuma yake achawa,+Asi vakarurama vachabudirira semashizha akasvibirira.+ Ruka 6:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Asi mune nhamo imi vapfumi,+ nekuti makatowana kare kunyaradzwa kwenyu kwese.+ Ruka 18:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ndingatoti zviri nyore kuti ngamera ipinde nepaburi retsono pane kuti mupfumi apinde muUmambo hwaMwari.”+
25 Ndingatoti zviri nyore kuti ngamera ipinde nepaburi retsono pane kuti mupfumi apinde muUmambo hwaMwari.”+