Jeremiya 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi imi munonyatsondiziva, haiwa Jehovha,+ munondiona;Makaongorora mwoyo wangu mukaona kuti unoita zvamunoda.+ Vasarudzei semakwai ekuuraya,Uye vatsaurei kuitira zuva rekuurayiwa.
3 Asi imi munonyatsondiziva, haiwa Jehovha,+ munondiona;Makaongorora mwoyo wangu mukaona kuti unoita zvamunoda.+ Vasarudzei semakwai ekuuraya,Uye vatsaurei kuitira zuva rekuurayiwa.