1 VaTesaronika 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 kuti asimbise mwoyo yenyu, irege kuva nechainopomerwa muutsvene pamberi paMwari+ wedu uye Baba vedu pakuvapo kwaShe wedu Jesu+ aine vatsvene vake vese.
13 kuti asimbise mwoyo yenyu, irege kuva nechainopomerwa muutsvene pamberi paMwari+ wedu uye Baba vedu pakuvapo kwaShe wedu Jesu+ aine vatsvene vake vese.