Dheuteronomi 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Musasarura pakutonga.+ Munofanira kuteerera zvinotaurwa nemudiki sezvamunoita zvinotaurwa nemukuru.+ Musatya munhu,+ nekuti kutonga ndekwaMwari;+ uye kana nyaya yakakuomerai, munofanira kuuya nayo kwandiri, ndoinzwa.’+
17 Musasarura pakutonga.+ Munofanira kuteerera zvinotaurwa nemudiki sezvamunoita zvinotaurwa nemukuru.+ Musatya munhu,+ nekuti kutonga ndekwaMwari;+ uye kana nyaya yakakuomerai, munofanira kuuya nayo kwandiri, ndoinzwa.’+