Mabasa 13:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Asi vaJudha vakafurira vakadzi vakakurumbira vaitya Mwari nevarume vakuru veguta, vakaita kuti Pauro naBhanabhasi vatambudzwe,+ ndokuvadzingira kunze kwemiganhu yavo.
50 Asi vaJudha vakafurira vakadzi vakakurumbira vaitya Mwari nevarume vakuru veguta, vakaita kuti Pauro naBhanabhasi vatambudzwe,+ ndokuvadzingira kunze kwemiganhu yavo.