VaRoma 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti munhu anotenda nemwoyo kuti awane kururama, asi anozivisa pachena+ nemuromo kuti awane ruponeso. Jakobho 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saizvozvowo, kutenda kusina mabasa kwakafa.+
10 Nekuti munhu anotenda nemwoyo kuti awane kururama, asi anozivisa pachena+ nemuromo kuti awane ruponeso.