1 VaKorinde 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndinokukurudzirai, hama, nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mese munofanira kutaura muchibvumirana uye kuti hamufaniri kupesana pakati penyu,+ asi munofanira kunyatsobatana pamafungiro enyu uye pamaonero amunoita zvinhu.+ VaFiripi 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 zadzisai mufaro wangu nekuva nemafungiro mamwe chete uye nekuva nerudo rumwe chete, makanyatsobatana,* muchiva nekufunga kumwe chete.+
10 Saka ndinokukurudzirai, hama, nezita raShe wedu Jesu Kristu, kuti mese munofanira kutaura muchibvumirana uye kuti hamufaniri kupesana pakati penyu,+ asi munofanira kunyatsobatana pamafungiro enyu uye pamaonero amunoita zvinhu.+
2 zadzisai mufaro wangu nekuva nemafungiro mamwe chete uye nekuva nerudo rumwe chete, makanyatsobatana,* muchiva nekufunga kumwe chete.+