VaRoma 12:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Usazvirega uchikundwa nezvakaipa, asi ramba uchikunda zvakaipa nezvakanaka.+ 1 Petro 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Rambai muchiita zvakanaka pakati pemarudzi,+ kuti pavanokupomerai kuti munoita zvakaipa, vaone mabasa enyu akanaka+ vokudza Mwari pazuva rake rekuongorora.
12 Rambai muchiita zvakanaka pakati pemarudzi,+ kuti pavanokupomerai kuti munoita zvakaipa, vaone mabasa enyu akanaka+ vokudza Mwari pazuva rake rekuongorora.