VaHebheru 9:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Kristu akabayirwawo kamwe chete zvikabva zvakwana kuti atakure zvivi zvevakawanda;+ uye paachaoneka kechipiri zvinenge zvisinei nechivi, uye achaonekwa nevaya vari kumutsvaga nemwoyo wese kuti vaponeswe.+
28 Kristu akabayirwawo kamwe chete zvikabva zvakwana kuti atakure zvivi zvevakawanda;+ uye paachaoneka kechipiri zvinenge zvisinei nechivi, uye achaonekwa nevaya vari kumutsvaga nemwoyo wese kuti vaponeswe.+