-
Tito 3:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Nekuti nesuwo taimbova vanhu vasina musoro, tisingateereri, tichitsauswa, tiri varanda vekuchiva kwakasiyana-siyana nevemafaro, tichiita zvakaipa uye tiine shanje, tichisemesa, tichivengana.
-