1 Petro 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 kuti kutenda kwenyu kwakaedzwa,+ uko kunokosha zvikuru kupfuura goridhe rinoparara pasinei nekuti rakanatswa* nemoto, kuzoita kuti pave nekurumbidzwa nekubwinya nekukudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.+
7 kuti kutenda kwenyu kwakaedzwa,+ uko kunokosha zvikuru kupfuura goridhe rinoparara pasinei nekuti rakanatswa* nemoto, kuzoita kuti pave nekurumbidzwa nekubwinya nekukudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.+