-
1 Timoti 3:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Saka mutariri anofanira kuva munhu asina chaanopomerwa, murume ane mudzimai mumwe chete, anoita zvinhu zvine mwero, ane pfungwa dzakanaka,+ akarongeka, anogamuchira vaenzi zvakanaka,*+ anokwanisa kudzidzisa,+ 3 asiri chidhakwa,+ asingaiti mhirizhonga,* asi anonzwisisa,+ asingapopoti,+ asingakari mari,+
-