RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 3:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Jesu akamupindura achiti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, kana munhu asina kuberekwazve,*+ haagoni kuona Umambo hwaMwari.”+

  • 2 VaKorinde 5:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka kana munhu akabatana naKristu, ava chisikwa chitsva;+ zvinhu zvakare zvakapfuura; onai! zvinhu zvitsva zvavapo.

  • 1 Petro 1:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu ngaarumbidzwe, nekuti maererano netsitsi dzake huru akatibereka patsva+ kuti tive netariro mhenyu+ kuburikidza nekumuka kwaJesu Kristu kuvakafa,+

  • 1 Johani 3:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Munhu wese akaberekwa naMwari haarambi achiita chivi,+ nekuti mbeu* yaMwari inoramba iri mumunhu akadaro, uye hazviiti kuti arambe achiita chivi, nekuti akaberekwa naMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe