Judha 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi vanhu ava vari kushora zvinhu zvese zvavasingatombonzwisisi.+ Uye pazvinhu zvese zvavanongozivawo nepfungwa dzavo semhuka dzisingafungi,+ vari kuramba vachizvisvibisa nezvinhu zvakadaro.
10 Asi vanhu ava vari kushora zvinhu zvese zvavasingatombonzwisisi.+ Uye pazvinhu zvese zvavanongozivawo nepfungwa dzavo semhuka dzisingafungi,+ vari kuramba vachizvisvibisa nezvinhu zvakadaro.