RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 22:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Akatuma nhume kuna Bharami mwanakomana waBheori kuPetori,+ iri pedyo neRwizi* kumusha kwake. Akamushevedza achiti: “Uya uone! Kune vanhu vakabuda muIjipiti. Vazara nyika yese,+ uye vari kugara pamberi pangu chaipo. 6 Saka ndapota, uya unditukire vanhu ava,+ nekuti vane simba kundipfuura. Zvimwe ndingavakunda ndovadzinga munyika ino, nekuti ndinonyatsoziva kuti munhu waunokomborera anokomborerwa uye munhu waunotuka, anotukwa.”

  • Judha 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vane nhamo, nekuti vakatevera nzira yaKaini+ uye vakamhanyira mugwara rekutadza raBharami+ kuti vawane mubayiro, uye vakaparara nemashoko ekupanduka+ aKora!+

  • Zvakazarurwa 2:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “‘Kunyange zvakadaro, zvishoma zvandinopesana newe ndezvekuti une vaya vari kutevera dzidziso yaBharami,+ uyo akadzidzisa Bharaki+ kuti aite zvinhu zvinotsausa vanakomana vaIsraeri, kuti vadye zvinhu zvakabayirwa zvidhori uye kuti vaite upombwe.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe