-
Numeri 22:34Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
34 Bharami akati kungirozi yaJehovha: “Ndatadza, nekuti handina kuziva kuti ndimi manga makamira mumugwagwa kuti musangane neni. Saka kana zvakaipa kwamuri, regai ndidzokere.”
-