Ruka 12:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Saka muranda iyeye achabva arohwa shamhu dzakawanda nekuti ainzwisisa zvaidiwa natenzi wake asi haana kugadzirira kana kuita zvaakanzi aite.*+ Johani 15:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Dai ndakanga ndisina kuuya ndikataura navo, vangadai vasina chivi.+ Asi iye zvino havana chikonzero chavangapa pachivi chavo.+
47 Saka muranda iyeye achabva arohwa shamhu dzakawanda nekuti ainzwisisa zvaidiwa natenzi wake asi haana kugadzirira kana kuita zvaakanzi aite.*+
22 Dai ndakanga ndisina kuuya ndikataura navo, vangadai vasina chivi.+ Asi iye zvino havana chikonzero chavangapa pachivi chavo.+