Habhakuki 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti zvauri kuratidzwa zvichaitika panguva yakasarudzwa,Uye nguva yekuzadziswa kwazvo iri kukurumidza kusvika, hazvizombotadzi kuitika. Kunyange kana zvikanonoka,* ramba wakazvimirira!*+ Nekuti zvichatoitika chete. Hazvizononoki!
3 Nekuti zvauri kuratidzwa zvichaitika panguva yakasarudzwa,Uye nguva yekuzadziswa kwazvo iri kukurumidza kusvika, hazvizombotadzi kuitika. Kunyange kana zvikanonoka,* ramba wakazvimirira!*+ Nekuti zvichatoitika chete. Hazvizononoki!