1 VaKorinde 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Bvisai mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva, sezvo imi muri vanhu vasina kuviriswa. Nekuti Kristu, gwayana redu rePaseka,+ akabayirwa.+
7 Bvisai mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva, sezvo imi muri vanhu vasina kuviriswa. Nekuti Kristu, gwayana redu rePaseka,+ akabayirwa.+