Johani 1:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi akapa vese vakamugamuchira kodzero yekuva vana vaMwari,+ nekuti vaitenda muzita rake.+ 13 Uye havana kuberekwa neropa kana kuti nekuda kwenyama kana kuti kwemunhu, asi naMwari.+ VaRoma 8:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti vese vanotungamirirwa nemweya waMwari, ndivo vanakomana vaMwari.+
12 Asi akapa vese vakamugamuchira kodzero yekuva vana vaMwari,+ nekuti vaitenda muzita rake.+ 13 Uye havana kuberekwa neropa kana kuti nekuda kwenyama kana kuti kwemunhu, asi naMwari.+