-
1 VaKorinde 7:31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 nevaya vari kushandisa nyika vaite sevasiri kuishandisa zvizere; nekuti zviri kuitika munyika zviri kuchinja.
-
-
1 Petro 1:24Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
24 Nekuti “vanhu vese vakaita seuswa, uye runako rwavo rwese rwakaita seruva remusango; uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi,
-