44 Munobva kuna baba venyu Dhiyabhorosi, uye munoda kuita zvido zvababa venyu.+ Iye akanga ari muurayi paakatanga,+ uye haana kumira zvakasimba muchokwadi, nekuti chokwadi hachisi maari. Paanotaura nhema, anotaura maererano nezvaari, nekuti iye murevi wenhema nababa venhema.+