1 Madzimambo 8:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 “Kana vakakutadzirai (nekuti hapana munhu asingatadzi),+ imi movatsamwira chaizvo movaisa mumaoko emuvengi, vanhu vanenge vavatapa vobva vaenda navo kunyika yemuvengi, iri kure kana iri pedyo;+ Muparidzi 7:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti hapana munhu akarurama panyika anongogara achiita zvakanaka asingatadzi.+
46 “Kana vakakutadzirai (nekuti hapana munhu asingatadzi),+ imi movatsamwira chaizvo movaisa mumaoko emuvengi, vanhu vanenge vavatapa vobva vaenda navo kunyika yemuvengi, iri kure kana iri pedyo;+