1 Johani 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Kana muri imi, zvamakanzwa kubvira pakutanga ngazvirambe zviri mamuri.+ Kana zvamakanzwa kubvira pakutanga zvikaramba zviri mamuri, mucharambawo muri pamwe neMwanakomana uye muri pamwe naBaba.
24 Kana muri imi, zvamakanzwa kubvira pakutanga ngazvirambe zviri mamuri.+ Kana zvamakanzwa kubvira pakutanga zvikaramba zviri mamuri, mucharambawo muri pamwe neMwanakomana uye muri pamwe naBaba.