-
Johani 14:21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
21 Munhu wese ane mirayiro yangu uye anoichengeta ndiye anondida. Uye munhu wese anondida achadiwawo naBaba vangu, uye ini ndichamuda ndozviratidza pachena kwaari.”
-