Dheuteronomi 33:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+ Dhanieri 7:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Paiva nerukova rwemoto rwaiyerera ruchibva pamberi pake.+ Vane chiuru chakapetwa kane chiuru, vairamba vachimushumira, uye vane zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi vakanga vakamira pamberi pake.+ Dare+ rakatanga kutonga, mabhuku akavhurwa. Zekariya 14:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Muchatizira mumupata wemakomo angu, nekuti mupata wemakomo acho uchasvika kuAzeri. Muchatotiza sezvamakaita pakaitika kudengenyeka kwenyika mumazuva aMambo Uziya weJudha.+ Jehovha Mwari wangu achauya, uye achange aine vatsvene vese.+
2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+
10 Paiva nerukova rwemoto rwaiyerera ruchibva pamberi pake.+ Vane chiuru chakapetwa kane chiuru, vairamba vachimushumira, uye vane zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi vakanga vakamira pamberi pake.+ Dare+ rakatanga kutonga, mabhuku akavhurwa.
5 Muchatizira mumupata wemakomo angu, nekuti mupata wemakomo acho uchasvika kuAzeri. Muchatotiza sezvamakaita pakaitika kudengenyeka kwenyika mumazuva aMambo Uziya weJudha.+ Jehovha Mwari wangu achauya, uye achange aine vatsvene vese.+