Ruka 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Ndinoti kwamuri, munhu wese anobvuma kuti anondiziva pamberi pevanhu,+ Mwanakomana wemunhu achabvumawo kuti anomuziva pamberi pengirozi dzaMwari.+
8 “Ndinoti kwamuri, munhu wese anobvuma kuti anondiziva pamberi pevanhu,+ Mwanakomana wemunhu achabvumawo kuti anomuziva pamberi pengirozi dzaMwari.+