Ruka 8:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Kana iri iya yepaivhu rakanaka, ndevaya vanoti pavanenge vanzwa shoko nemwoyo wakarurama uye wakanaka,+ vanorichengeta, vobereka zvibereko vachitsungirira.+ Ruka 21:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kana mukatsungirira, muchachengetedza upenyu hwenyu.*+ 2 Timoti 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikamuramba, iye achatirambawo;+ VaHebheru 10:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Nekuti munofanira kutsungirira,+ kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari, mugamuchire zvamakavimbiswa. VaHebheru 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Fungisisai nezveuya akatsungirira mashoko eruvengo aitaurwa nevatadzi+ vachitozvikanganisira, kuti murege kuneta mukadzokera shure.+
15 Kana iri iya yepaivhu rakanaka, ndevaya vanoti pavanenge vanzwa shoko nemwoyo wakarurama uye wakanaka,+ vanorichengeta, vobereka zvibereko vachitsungirira.+
12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikamuramba, iye achatirambawo;+
36 Nekuti munofanira kutsungirira,+ kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari, mugamuchire zvamakavimbiswa.
3 Fungisisai nezveuya akatsungirira mashoko eruvengo aitaurwa nevatadzi+ vachitozvikanganisira, kuti murege kuneta mukadzokera shure.+