Zefaniya 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+ Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+ Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+ Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+ Zefaniya 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Sirivha yavo negoridhe ravo hazvizokwanisi kuvaponesa pazuva rekushatirwa kwaJehovha;+Nekuti nyika yese ichaparadzwa nekushingaira kwake kwakaita semoto,+Achaparadza vagari vese vepanyika, achavaparadza zvinotyisa.”+ VaRoma 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Asi nekuomesa kwauri kuita musoro uchirega kupfidza zvivi mumwoyo mako, uri kuzviunganidzira hasha pazuva rehasha dzaMwari raacharatidza kutonga kwake kwakarurama.+
14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+ Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+ Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+ Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+
18 Sirivha yavo negoridhe ravo hazvizokwanisi kuvaponesa pazuva rekushatirwa kwaJehovha;+Nekuti nyika yese ichaparadzwa nekushingaira kwake kwakaita semoto,+Achaparadza vagari vese vepanyika, achavaparadza zvinotyisa.”+
5 Asi nekuomesa kwauri kuita musoro uchirega kupfidza zvivi mumwoyo mako, uri kuzviunganidzira hasha pazuva rehasha dzaMwari raacharatidza kutonga kwake kwakarurama.+